Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  September 2016

September 26–October 2

MAPISAREMA 142-150

September 26–October 2
  • Rwiyo 134 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”: (10 min.)

    • Pis 145:1-9—Ukuru hwaJehovha hahuna pahunogumira (w04 1/15 10 ¶3-4; 11 ¶7-8; 14 ¶20-21; 15 ¶2)

    • Pis 145:10-13—Vanhu vaJehovha vakavimbika vanomurumbidza (w04 1/15 16 ¶3-6)

    • Pis 145:14-16—Jehovha anotsigira uye anochengeta vanhu vake vakavimbika (w04 1/15 17-18 ¶10-14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 143:8—Vhesi iyi inotibatsira sei kuti tirarame zuva rimwe nerimwe tichikudza Mwari? (w10 1/15 21 ¶1)

    • Pis 150:6—Vhesi yekupedzisira yebhuku raMapisarema inotiudza kuti tiitei? (it-2-E 448)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 145:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 1Pe 5:7—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pis 37:9-11—Dzidzisa Chokwadi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 9, mubvunzo 2—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU