Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA SEPTEMBER 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 120-134

“Rubatsiro Rwangu Runobva Kuna Jehovha”

“Rubatsiro Rwangu Runobva Kuna Jehovha”

Mapisarema 120 kusvika ku134 anozivikanwa seNziyo Dzokukwidza. Vakawanda vanoti nziyo idzi dzaiimbwa nevaIsraeri vachifara pavaikwidza vachienda kumitambo yaiitwa gore negore kuJerusarema. Guta iri raiva nechepamusoro pemakomo eJudha.

Kudzivirira kunoita Jehovha kunofananidzwa ne. . .

121:3-8

  • mufudzi anoramba akasvinura

  • mumvuri pakunenge kuchipisa

  • musoja akavimbika