Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 KURARAMA KWECHIKRISTU

VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

NEI ZVICHIKOSHA? Usiku hwekupedzisira asati afa, Jesu akanyengeterera vadzidzi vake kuti vave vakabatana. (Joh 17:23.) Kuti tirambe takabatana tinofanira kuratidza rudo torega kuchengeta chigumbu.—1VaK 13:5.

MAITIRWO AZVO:

  • Tevedzera Jehovha nekutsvaga zvakanaka zvinoitwa nevamwe

  • Regerera nemwoyo wese

  • Kana nyaya yacho yapera, usazoimutsa zvekare.—Zvi 17:9

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU’—USACHENGETA CHIGUMBU, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Muchikamu chekutanga, Helen akaratidza sei kuti aichengeta chigumbu?

  • Muchikamu chechipiri, Helen akagadzirisa sei mafungiro ake?

  • Zvakaitwa naHelen zvakabatsira sei kuti ungano irambe yakabatana?

Ndiani watinonyanya kurwadzisa kana tikachengeta chigumbu?