Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 15-17

“Hamusi Venyika”

“Hamusi Venyika”

15:19, 21; 16:33

  • Jesu akakunda nyika pakuti haana kumbobvira afanana nayo

  • Vateveri vaJesu vaizofanira kuva neushingi kuti vasakanganiswa nemafungiro uye maitiro evanhu vari munyika

  • Kufungisisa muenzaniso waJesu kunogona kutipa ushingi hwekumutevedzera