Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

October 1-7

JOHANI 9-10

October 1-7
  • Rwiyo 25 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jesu Anoda Makwai Ake”: (10 min.)

    • Joh 10:1-3, 11, 14—Jesu, “mufudzi akanaka,” anoziva rimwe nerimwe remakwai ake uye anoapa zvaanoda (“Danga Remakwai” mapikicha nemavhidhiyo Joh 10:1, nwtsty; w11 5/15 7-8 ¶5)

    • Joh 10:4, 5—Makwai anoziva inzwi raJesu kwete remunhu waasingazivi (cf 124-125 ¶17)

    • Joh 10:16—Makwai aJesu akabatana (“kuuya nawo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 10:16, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 9:38—Nei murume uyu akapfugamira Jesu? (“akamupfugamira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 9:38, nwtsty)

    • Joh 10:22—Chii chainzi Mutambo Wokutsaurira? (“Mutambo Wokutsaurira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 10:22, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 9:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 62

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 37

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero