11:2

Pezhiya yaizotongwa nemadzimambo 4. Mambo wechi4 ‘aizomutsa zvinhu zvese kuti zvirwe neumambo hweGirisi.’

  1. Mambo Koreshi

  2. Cambyses II

  3. Dhariyasi I

  4. Xerxes I (anofungidzirwa kuti ndiye Mambo Ahashivheroshi, akaroora Esteri)

11:3

Kwaizova namambo weGirisi ane simba uye aizotonga nzvimbo yakakura.

  • Alexander Mambo weGirisi

11:4

Umambo hweGirisi hwaizokamurwa kuva zvikamu 4 kuvatungamiriri vehondo vaAlexander.

  1. Cassander

  2. Lysimachus

  3. Seleucus I

  4. Ptolemy I