Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  October 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOERI 1-3

“Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”

“Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”

2:28, 29

VaKristu vakazodzwa vanoitawo basa rekuprofita. Vanotaura “pamusoro pezvinhu zvikuru zvaMwari” uye vanoparidza “mashoko akanaka oumambo.” (Mab 2:11, 17-21; Mt 24:14) Vemamwe makwai vanovatsigirawo pakuita basa iri

2:32

Zvinorevei ‘kudana zita raJehovha’?

  • Kuziva zita rake

  • Kuremekedza zita iroro

  • Kuvimba nemunhu ane zita iroro

Zvibvunze kuti, ‘Ndingatsigira sei vakazodzwa pakuita basa rekuprofita?’