Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  October 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | HOSIYA 8-14

Ipa Jehovha Zvakanakisisa

Ipa Jehovha Zvakanakisisa

14:2, 4, 9

Kupa Jehovha zvakanakisisa kunoita kuti afare uye zvinhu zvinokufambira zvakanaka

UKAMA HWAKO NAJEHOVHA

  1. Kupa Jehovha zvibayiro zvekurumbidza

  2. Jehovha anokuregerera uye unova shamwari yake

  3. Unoona makomborero anobva pakuteerera mirayiro yaJehovha, zvoita kuti uwedzere kumurumbidza

Zvii zvandingaita kuti ndipewo Jehovha zvakanakisisa?