Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  October 2017

October 23-29

HOSIYA 8-14

October 23-29
  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ipa Jehovha Zvakanakisisa”: (10 min.)

    • Ho 14:2​—Jehovha anokoshesa chaizvo ‘zvibayiro zvemiromo yedu’ (w07 4/1 20 ¶1)

    • Ho 14:4​—Jehovha anoregerera vanhu vanomupa zvakanakisisa uye vanova shamwari dzake (w11 2/15 16 ¶15)

    • Ho 14:9​—Kana tikafamba munzira dzaJehovha, zvinhu zvinotifambira zvakanaka (jd 87 ¶11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ho 10:12​—Tinofanira kuitei kuti ‘tikohwe rudo rwakavimbika’ kubva kuna Jehovha? (w05 11/15 28 ¶7)

    • Ho 11:1​—Mashoko aya akazadzika sei pana Jesu? (w11 8/15 10 ¶10)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ho 8:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) T-35

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) T-35​—Ratidza zvaunoita kumunhu wawakasiyira turakiti iri uye anombotanga achiti ane zvaasingabvumirani nazvo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 152 ¶13-15​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU