Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  October 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | DHANIERI 7-9

Uprofita hwaDhanieri Hwakataura Nezvekuuya kwaMesiya

Uprofita hwaDhanieri Hwakataura Nezvekuuya kwaMesiya
ONA
Mashoko
Mufananidzo

9:24-27

“MAVHIKI 70” (MAKORE 490)

  • “MAVHIKI 7” (MAKORE 49)

    455 B.C.E. “Shoko rokudzorera . . . Jerusarema”

    406 B.C.E. Jerusarema rinovakwazve

  • “MAVHIKI 62” (MAKORE 434)

  • “VHIKI IMWE CHETE” (MAKORE 7)

    29 C.E. Mesiya anosvika

    33 C.E. Mesiya ‘anourayiwa’

    36 C.E. Kupera ‘kwevhiki 70’