Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  October 2017

October 2-8

DHANIERI 7-9

October 2-8
  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Uprofita hwaDhanieri Hwakataura Nezvekuuya kwaMesiya”: (10 min.)

    • Dha 9:24​—Chibayiro chaMesiya chakaita kuti vanhu vakwanise kukanganwirwa zvivi (it-2-E 902 ¶2)

    • Dha 9:25​—Vhiki 69 dzemakore padzakakwana, Mesiya ndipo paakasvika (it-2-E 900 ¶7)

    • Dha 9:26, 27a​—Nechepakati pevhiki yechi70 yemakore, Mesiya akabva aurayiwa (it-2-E 901 ¶2, 5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Dha 9:24​—“Nzvimbo Tsvenetsvene” yakazodzwa rini? (w01 5/15 27)

    • Dha 9:27​—Isungano ipi yakaramba iine simba nokuda kwevazhinji kusvikira pakupera kwevhiki 70 dzemakore, kana kuti muna 36 C.E.? (w07 9/1 20 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 7:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vakurumidze kudzokera kunoona vanhu vanenge vafarira.

KURARAMA KWECHIKRISTU