Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA OCTOBER 2016

October 31–November 6

ZVIREVO 22-26

October 31–November 6
  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Rovedza Mwana Nzira Yaanofanira Kufamba Nayo”: (10 min.)

    • Zvi 22:6; 23:24, 25—Kudzidzisa vana zvinodiwa naMwari kunoita kuti vakure vari vanhu vanofara, vanogutsikana uye vasingaiti zvinhu vasina kufunga (w08 4/1 16; w07 6/1 31)

    • Zvi 22:15; 23:13, 14—“Shamhu” inoreva nzira dzakasiyana-siyana dzekuranga nadzo mwana (w97 10/15 32; it-2-E 818 ¶4)

    • Zvi 23:22—Vana vakura vanobatsirwa neuchenjeri hwevabereki vavo (w04 6/15 14 ¶1-3; w00 6/15 21 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 24:16—Vhesi iyi inotikurudzira sei kuti tirambe tichitsungirira munhangemutange youpenyu? (w13 3/15 4-5 ¶5-8)

    • Zvi 24:27—Vhesi iyi inorevei? (w09 10/15 12 ¶1)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 22:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG—Paridza zvisina kurongwa.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera, uye pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? asi usabva wamuratidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 179-181 ¶18-19

KURARAMA KWECHIKRISTU