Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA OCTOBER 2016

October 24-30

ZVIREVO 17-21

October 24-30
  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ita Zvinhu Zvinoita Kuti Muve Nerugare”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 17:5—Nei tichifanira kungwarira pakusarudza zvinhu zvinotivaraidza? (w10 11/15 6 ¶17; w10 11/15 31 ¶15)

    • Zvi 20:25—Vhesi iyi inoshanda sei kumukomana nemusikana vari kudanana uye kune vakaroorana? (w09 5/15 15-16 ¶12-13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 18:14–19:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu wacho pepa rekumukoka kumusangano. (inv)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) inv—Pedzisa nokumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? asi usabva wamuratidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 57 ¶14-15—Mubatsire kuona kuti anofanira kugadzirisa mapfekero ake paanouya kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU