Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA OCTOBER 2016

October 17-23

ZVIREVO 12-16

October 17-23
  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Uchenjeri Huri Nani Kupfuura Ndarama”: (10 min.)

    • Zvi 16:16, 17—Munhu akachenjera anodzidza Shoko raMwari oshandisa zvaadzidza (w07 7/15 8)

    • Zvi 16:18, 19—Munhu akachenjera haadadi uye haazvikudzi (w07 7/15 8-9)

    • Zvi 16:20-24—Munhu akachenjera anotaura mashoko anovaka (w07 7/15 9-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 15:15—Tingaita sei kuti tirambe tichifara? (g-E 11/13 16)

    • Zvi 16:4—Zvinorevei kuti Jehovha anoshandisa munhu akaipa kuzadzisa zvinangwa zvake? (w07 5/15 18-19)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 15:18–16:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Joh 11:11-14—Dzidzisa Chokwadi. Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ge 3:1-6; VaR 5:12—Dzidzisa Chokwadi. Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 191 ¶18-19—Koka munhu wacho kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU