Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu–Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa  |  October 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVIREVO 7-11

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

Mitemo yaJehovha inotichengetedza. Kuti itibatsire, tinofanira kuichengeta mumwoyo yedu. (Zvi 7:3) Kana mushumiri waJehovha akarega mwoyo wake uchitsauswa, zvichava nyore kuti akundwe nemiedzo yaSatani. Chitsauko 7 chaZvirevo chinotaura nezvemumwe mukomana akarega mwoyo wake uchitsauswa. Tingadzidzei kubva pakukanganisa kwaakaita?

  • Satani anoedza kutibvisa pana Jehovha achishandisa zvinhu 5 zvataurwa pamusoro apa

  • Uchenjeri nekunzwisisa zvichatibatsira kuona matambudziko anokonzerwa nekusateerera, zvoita kuti titambire kure nezvinhu zvinogona kutikanganisa pakunamata