Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvibereko Zvekuparidza Nezvingoro Pasi Rese

Zvibereko Zvekuparidza Nezvingoro Pasi Rese

Mabasa chitsauko 5 inoratidza kuti vaKristu vepakutanga vaienda kutemberi, uko kwaiwanika vanhu vakawanda, kuti vanoparidza mashoko akanaka. (Mab 5:19-21, 42) Mazuva ano, kuparidza nezvingoro munzvimbo dzinowanika vanhu vakawanda kuri kubudirira.

ONA VHIDHIYO INONZI ZVIBEREKO ZVEKUPARIDZA NEZVINGORO PASI RESE, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Kuparidza nezvingoro kwakatanga rini uye sei?

  • Nei kuparidza nechingoro kuchibatsira kupfuura kuparidza netafura?

  • Tinodzidzei kubva pane zvakaitika kuna Mi Jung You?

  • Zvakaitika kuna Jacob Salomé zvinoratidza sei kuti kuparidza nechingoro kunobatsira?

  • Zvakaitika kuna Annies nemurume wake zvinotidzidzisei patinoparidza nechingoro?