Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Ndekupi kwatingawana mazano anotibatsira kana tafirwa?

Rugwaro: 2VaK 1:3, 4

Pekuzotangira: Chii chinoitika panofa munhu?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Chii chinoitika panofa munhu?

Rugwaro: Mup 9:5, 10

Pekuzotangira: Vakafa tichazombovaonazve here?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Vakafa tichazombovaonazve here?

Rugwaro: Mab 24:15

Pekuzotangira: Vakafa vachamutsirwa kupi?