Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  November 2017

November 13-​19

OBHADHIYA 1–JONA 4

November 13-​19
  • Rwiyo 102 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.6​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp17.6​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi, uye muratidze rimwe bhuku ratinodzidza nevanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) ld 12-13​—Sarudza mapikicha aunoda kukurukura nezvawo.

KURARAMA KWECHIKRISTU