Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  November 2017

November 27​–December 3

NAHUMI 1–HABHAKUKI 3

November 27​–December 3
  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ramba Wakamuka Pakunamata Uye Uchishingaira”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raNahumi.]

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raHabhakuki.]

    • Ha 2:1-4​—Kuti tizopona pazuva raJehovha rekutonga riri kuuya, tinofanira ‘kuramba takarimirira’ (w07 11/15 10 ¶4-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Na 1:8; 2:6​—Ninivhi rakaparadzwa sei? (w07 11/15 9 ¶2)

    • Ha 3:17-19​—Kunyange tingasangana nematambudziko Amagedhoni isati yaitika uye painenge ichiitika, tinogona kuva nechivimbo chei? (w07 11/15 10 ¶11)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ha 2:15–3:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) hf​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) hf​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira bhuku iri.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.03 23-25​—Musoro: Unogona Kubatsira Muungano Yenyu Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU