Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MIKA 1-7

Jehovha Anodei Kwatiri?

Jehovha Anodei Kwatiri?

6:6-8

Jehovha haadi kuti tiite zvinhu zvatisingakwanisi nekuti anoziva patinogumira. Chimwe chinhu chinodiwa naMwari pakunamata kwechokwadi kubata hama nehanzvadzi dzedu zvakanaka. Kana tikaita izvi, Jehovha anogamuchira zvibayiro zvedu.