Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  November 2016

November 21-27

MUPARIDZI 7-12

November 21-27
  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”: (10 min.)

    • Mup 12:1—Vechidiki vanofanira kushandisa nguva yavo nesimba ravo pakushumira Mwari (w14 1/15 18 ¶3; 22 ¶1)

    • Mup 12:2-7—Vechidiki havasati vava kusangana nematambudziko anouya nekukura (w08 11/15 23 ¶2; w06 11/1 16 ¶10)

    • Mup 12:13, 14—Kushumira Jehovha ndiko kunoita kuti unyatsofara muupenyu (w11 11/1 21 ¶1-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mup 10:1—Zvinorevei kuti ‘upenzi hushoma hunokanganisa uchenjeri’? (w06 11/1 16 ¶6)

    • Mup 11:1—Zvinorevei ‘kukanda zvokudya zvako pamusoro pemvura’? (w06 11/1 16 ¶8)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mup 10:12–11:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 2Ti 3:1-5—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Isa 44:27–45:2—Dzidzisa Chokwadi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 25-26 ¶18-20—Koka waunodzidza naye kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU