Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA NOVEMBER 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MUPARIDZI 1-6

Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako

Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako

Jehovha anoda kuti tinakidzwe nebasa ratinoita uye anotidzidzisa kuti tingazviita sei. Munhu anogona kudzidza kunakidzwa nebasa rake kana akaona zvarakanakira.

Unogona kunakidzwa nebasa rako kana . . .

3:13; 4:6

  • ukaedza kurifarira

  • ukafunga kuti rinobatsira sei vamwe

  • ukariita nemazvo, asi kana wava kumba chishandisa nguva yako kuva nemhuri uye kuita zvekunamata