Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Vakafa pane chavanoziva here?

Rugwaro: Mup 9:5a

Pekuzotangira: Kana munhu akafa zvatopera here?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Kana munhu akafa zvatopera here?

Rugwaro: Job 14:14, 15

Pekuzotangira: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachamutsa hama dzedu dzakafa?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachamutsa hama dzedu dzakafa?

Rugwaro: Isa 32:18

Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa naMwari kuti panyika pave nerugare?