Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 11-12

Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose

Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose

12:41-44

Nyaya iyi inoratidza sei kuti:

  • Jehovha anokoshesa zvatinomuitira?

  • Tinofanira kushumira Jehovha nemwoyo wese?

  • Hatifaniri kuzvienzanisa nevamwe kana kuenzanisa zvatinoita nezvataimboita kare?

  • Varombo havafaniri kurega kupa kunyange zvavainazvo zviri zvishoma?

Ndezvipi zvimwe zvawadzidza?