Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

May 14-20

MAKO 9-10

May 14-20
  • Rwiyo 22 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Chiratidzo Chinosimbisa Kutenda”: (10 min.)

    • Mk 9:1​—Jesu akavimbisa vamwe vevaapostora vake kuti vaizomuona achibwinya ari muUmambo (w05 1/15 12 ¶9-10)

    • Mk 9:2-6​—Petro, Jakobho naJohani vakaona Jesu achichinja chitarisiko uye achitaura ‘naEriya naMosesi’ (w05 1/15 12 ¶11)

    • Mk 9:7​—Jehovha akataura pachake kuti Jesu aiva Mwanakomana wake (“inzwi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 9:7, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 10:6-9​—Jesu akadzidzisa kutii nezvewanano? (w08 2/15 30 ¶8)

    • Mk 10:17, 18​—Nei Jesu akatsiura mumwe murume paakamuti “Mudzidzisi Akanaka”? (“Mudzidzisi Akanaka,” “Hapana munhu akanaka, kunze kwomumwe chete, iye Mwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 10:17, 18, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 9:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w04 5/15 30-31​—Musoro: Zvakataurwa naJesu Pana Mako 10:25 Zvinorevei?

KURARAMA KWECHIKRISTU