Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingaziva sei zvichange zvakaita ramangwana?

Rugwaro: Isa 46:10

Pekuzotangira: Mwari anovimbisa vanhu ramangwana rakaita sei?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Mwari anovimbisa vanhu ramangwana rakaita sei?

Rugwaro: Pis 37:29

Pekuzotangira: Tingaita sei kuti tizoraramawo munyika iyi?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tingaita sei kuti tizoraramawo munyika iyi?

Rugwaro: Pis 37:34

Pekuzotangira: Mwari anoda kuti tive vanhu vakaita sei?