Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 49-50

Jehovha Anokomborera Vanozvininipisa Uye Anoranga Vanozvikudza

Jehovha Anokomborera Vanozvininipisa Uye Anoranga Vanozvikudza

50:4-7

  • VaIsraeri vainge vapfidza vaizochema misodzi yekufara Jehovha paaizovasunungura muutapwa

  • Vaizoitazve zviri musungano yavakaita naMwari uye voita rwendo rurefu vachidzokera kumusha kwavo kuJerusarema votangazve kunamata kwechokwadi

50:29, 39

  • Bhabhironi raizvikudza raizorangwa nemhaka yeutsinye hwakanyanya hwarakaitira vanhu vaJehovha

  • Sezvakanga zvaprofitwa, Bhabhironi harina kuzogarwazve