Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2017

May 29–June 4

JEREMIYA 49-50

May 29–June 4
  • Rwiyo 102 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anokomborera Vanozvininipisa Uye Anoranga Vanozvikudza”: (10 min.)

    • Jer 50:4-7—VaIsraeri vaizopfidza uye vaizozvininipisa ndivo vaizosunungurwa muutapwa vodzokera kuZiyoni

    • Jer 50:29-32—Bhabhironi raizoparadzwa nemhaka yekuzvikudza kwarakaita pamberi paJehovha (it-1-E 54)

    • Jer 50:38, 39—Bhabhironi raizoitwa dongo (jr 161 ¶15; w98 4/1 20 ¶20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 49:1, 2—Nei Jehovha akati vaAmoni vaizoparadzwa? (it-1-E 94 ¶6)

    • Jer 49:17, 18—Zvinorevei kuti Edhomu yaizofanana neSodhoma neGomora, uye nemhaka yei? (jr 163 ¶18; ip-2 351 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 50:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) T-32—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) T-32—Shandisa chikamu chakanzi “Zvokufunga Nezvazvo.” Siya pekuzotangira.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w15 3/15 17-18—Musoro: Nei Mabhuku Edu Asingachanyanyi Kutaura Kuti Mamwe Magwaro Ane Kumwe Kuzadzika Kukuru?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 56

  • Bvisa Danda: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Bvisa Danda. Kana yapera kurukurai navo mibvunzo iyi: Hama iri muvhidhiyo iyi yakaratidza sei kuti yaizvikudza uye yaingoshora-shora? Chii chakaibatsira kuti ichinje mafungiro ayo? Zvayakaita zvakaibatsira here?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 13 ¶11-23

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 131 Nemunyengetero