Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2017

May 22-28

JEREMIYA 44-48

May 22-28
  • Rwiyo 70 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Usaramba ‘Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru’”: (10 min.)

    • Jer 45:2, 3—Mafungiro akaipa aBharuki akaita kuti anetseke (jr 104-105 ¶4-6)

    • Jer 45:4, 5a—Jehovha akatsiura Bharuki nemutsa (jr 103 ¶2)

    • Jer 45:5b—Chakaita kuti Bharuki apone, kuisa pfungwa dzake pazvinhu zvinonyanya kukosha (w16.07 8 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 48:13—Chii chaizoita kuti vaMoabhi ‘vanyare pamusoro paKemoshi’? (it-1-E 430)

    • Jer 48:42—Nei zvakataurwa naJehovha pamusoro peMoabhi zvichisimbisa kutenda kwedu? (it-2-E 422 ¶2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 47:1-7

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) hf—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) hf—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 199 ¶9-10—Ratidza mudzidzi muchidimbu kuti angatsvakurudza sei zvinhu zvingamubatsira pamuedzo waari kusangana nawo.

KURARAMA KWECHIKRISTU