Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2017

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu

Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu

ONA VHIDHIYO INONZI JEHOVHA HAAKANGANWI RUDO RWENYU, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Matambudziko api anowanzoitika kuvanhu vakwegura?

  • Ndechipi chinhu chakanaka chinowanzova nevanhu vakwegura?

  • Kana uri munhu akwegura, mashoko ari pana Revhitiko 19:32 uye Zvirevo 16:31 angakukurudzira sei?

  • Jehovha anoona sei vashumiri vake vakwegura vasingachakwanisi kuita zvakawanda muushumiri?

  • Kunyange takwegura, Jehovha anoda kuti tiite sei?

  • Zvii zvingaitwa nevakwegura kukurudzirawo vechidiki?

  • Wakakurudzirwa sei neimwe hama kana kuti hanzvadzi yakwegura munguva ichangopfuura?