Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 39-43

Jehovha Achaitira Mumwe Nemumwe Zvinoenderana Nemabasa Ake

Jehovha Achaitira Mumwe Nemumwe Zvinoenderana Nemabasa Ake

Zedhekiya akanzi naJehovha azviise pasi peBhabhironi asi haana kuteerera

39:4-7

  • Zedhekiya akaurayirwa vana vake akatarisa. Akazopofumadzwa, achibva asungwa nezvisungo zvomumakumbo zvemhangura, ndokuendeswa kuBhabhironi kwaakazonofira

Ebhedhi-mereki akaratidza kuti aivimba naJehovha uye akaitira Jeremiya mutsa

39:15-18

  • Jehovha akavimbisa Ebhedhi-mereki kuti aizomuchengetedza paizoparadzwa Judha

Jeremiya akaparidza neushingi kwemakore akawanda kusvika pakazoparadzwa Jerusarema

40:1-6

  • Jehovha akachengetedza Jeremiya pakakombwa Jerusarema uye akaita kuti asunungurwe nevaBhabhironi