Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2017

May 15-21

JEREMIYA 39-43

May 15-21
  • Rwiyo 133 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Achaitira Mumwe Nemumwe Zvinoenderana Nemabasa Ake”: (10 min.)

    • Jer 39:4-7—Zedhekiya akasangana nematambudziko nekuti haana kuteerera Jehovha (it-2-E 1228 ¶4)

    • Jer 39:15-18—Jehovha akafara Ebhedhi-mereki paakaratidza kuti aivimba naye (w12 5/1 31 ¶5)

    • Jer 40:1-6—Jehovha akachengetedza Jeremiya, mushumiri wake ainge akatendeka (it-2-E 482)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 42:1-3; 43:2, 4—Tinodzidzei kubva pakukanganisa kwakaitwa naJohanani? (w03 5/1 10 ¶10)

    • Jer 43:5-7—Zviri kutaurwa mumavhesi aya zvakazadzisa sei uprofita? (it-1-E 463 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 40:11–41:3

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Isa 46:10—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Zva 12:7-9, 12—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 153 ¶19-20—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU