Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 26-33

Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha

Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha

Dhavhidhi akava neushingi paakayeuka kununurwa kwaakamboitwa naJehovha

27:1-3

  • Dhavhidhi paaiva muduku akanunurwa naJehovha kuti asaurayiwa neshumba

  • Jehovha akabatsira Dhavhidhi kuuraya bheya kuti achengetedze makwai

  • Jehovha akabatsira Dhavhidhi kuuraya Goriyati

Chii chinogona kutibatsira kuva neushingi sehwaiva naDhavhidhi?

27:4, 7, 11

  • Kunyengetera

  • Kuparidza

  • Kupinda misangano

  • Kudzidza tiri toga uye kunamata semhuri

  • Kukurudzira vamwe

  • Kuyeuka kubatsirwa kwatakamboitwa naJehovha