Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  May 2016

May 30–June 5

MAPISAREMA 26-33

May 30–June 5
  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha”: (10 min.)

    • Pis 27:1-3—Kuziva zvazvinoreva kuti Jehovha chiedza chedu, kunotipa ushingi (w12 7/15 22-23 ¶3-6)

    • Pis 27:4—Kukoshesa kunamata kwechokwadi kunotisimbisa (w12 7/15 24 ¶7)

    • Pis 27:10—Jehovha akagadzirira kubatsira vashumiri vake pavanosiyiwa nevamwe vanhu (w12 7/15 24 ¶9-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 26:6—Kufanana naDhavhidhi, isu tinofora sei nenzira yokufananidzira tichitenderera atari yaJehovha? (w06 5/15 19 ¶12)

    • Pis 32:8—Kuwana njere dzinobva kuna Jehovha kunobatsirei? (w09 6/1 5 ¶3)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 32:1–33:8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) kt—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ratidza munhu waunogara uchiendesera magazini vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? kubva paJW Library, chinangwa chako chiri chekutanga kudzidza naye Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 9—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira misangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU