Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA MAY 2016

May 23-29

MAPISAREMA 19-25

May 23-29
  • Rwiyo 116 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Uprofita Hunotaura nezvaMesiya”: (10 min.)

    • Pis 22:1—Mesiya aizoita seasiyiwa naMwari (w11 8/15 15 ¶16)

    • Pis 22:7, 8—Mesiya aizotukwa (w11 8/15 15 ¶13)

    • Pis 22:18—Zvipfeko zvaMesiya zvaizogovewa pachishandiswa mijenya (w11 8/15 15 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 19:14—Chii chatinodzidza kubva muvhesi iyi? (w06 5/15 19 ¶9)

    • Pis 23:1, 2—Jehovha anoratidza sei kuti Mufudzi ane rudo? (w02 9/15 32 ¶1-2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 25:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh—Taipa mashoko aunoyeuka ari muvhesi yauri kutsvaga paJW Library kuti uwane vhesi inopindura mubvunzo unenge wabvunzwa nasaimba.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 129-130 ¶11-12—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira chidzidzo chinotevera.

KURARAMA KWECHIKRISTU