Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA MAY 2016

May 2-8

JOBHO 38-42

May 2-8
  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anofara Kana Tikanyengetererawo Vamwe”: (10 min.)

    • Job 42:7, 8—Jehovha aida kuti Jobho anyengeterere Erifazi, Bhiridhadhi, naZofari (w13 6/15 21 ¶17; w98 5/1 30 ¶3-6)

    • Job 42:10—Jobho paakavanyengeterera, Jehovha akabva amuporesa (w98 5/1 31 ¶3)

    • Job 42:10-17—Jehovha akakomborera Jobho zvikuru nemhaka yokutenda uye kutsungirira kwake (w94 11/15 20 ¶19-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 38:4-7—Ndivanaani vanonzi “nyeredzi dzemangwanani,” uye zvii zvatinoziva nezvavo? (bh 97 ¶3; w06 1/15 3 ¶2)

    • Job 42:3-5—Tingaitei kuti tione Mwari sezvakaita Jobho? (w15 10/15 8 ¶16-17)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Job 41:1-26

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Pamunenge muchitaura mashandisiro atingaita matablet nemafoni, taurai muchidimbu zviri munyaya yakanzi “Mashandisiro Atingaita JW Library.Yeuchidzai vaparidzi kuti mwedzi mumwe nemumwe ngavashume kuti vakaratidza vanhu mavhidhiyo muushumiri kangani. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU