Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA MAY 2016

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Mubvunzo: Munofunga kuti zviri kutaurwa pano zvichazomboitika here?

Rugwaro: Zva 21:3, 4

Zvekutaura: Magazini iyi yeNharireyomurindi inotaura kuti Mwari achazadzisa sei vimbiso iyoyo uye kuti iwe uchabatsirwa sei paichazadziswa.

NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)

Mubvunzo: Onai mubvunzo uyu. [Verenga mubvunzo wokutanga nemhinduro dziripo papeji 16.] Munotiwo chii?

Rugwaro: Pis 83:18

Zvekutaura: Nyaya iyi inoratidza zvimwe zvinotaurwa neBhaibheri nezvezita raMwari.

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI?

Mubvunzo: Vamwe vanhu vanofunga kuti Mwari ndiye ari kutonga nyika. Asi maizviziva here kuti hazvisirizvo zvinodzidziswa neBhaibheri?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Zvekutaura: Bhuku iri rinotsanangura zvakajeka zvinodzidziswa neBhaibheri nezvenyaya iyi nedzimwewo.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa