Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  March 2017

March 6-12

JEREMIYA 1-4

March 6-12
  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ndinewe Kuti Ndikununure”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJeremiya.]

    • Jer 1:6—Jeremiya aitya kuita basa raakanga apiwa (w11 3/15 29 ¶4)

    • Jer 1:7-10, 17-19—Jehovha akavimbisa Jeremiya kuti aizomusimbisa uye aizomubatsira (w05 12/15 24 ¶18; jr 88 ¶14-15)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 2:13, 18—Zvinhu zvipi zviviri zvakaipa zvakaitwa nevaIsraeri? (w07 3/15 9 ¶8)

    • Jer 4:10—Zvinorevei kuti Jehovha “akanyengera” vanhu vake? (w07 3/15 9 ¶4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 4:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU