Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA MARCH 2016

March 7-13

ESTERI 6-10

March 7-13
  • Rwiyo 131 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Esteri akaratidza ushingi nekuzvipira pakumiririra Jehovha nevanhu vake”: (10 min.)

    • Es 8:3, 4—Kunyange zvazvo upenyu hwaEsteri hwaisava pangozi, akazvipira kuita zvinhu zvaigona kumuurayisa nechinangwa chekuti aponese vamwe (ia 143 ¶24-25)

    • Es 8:5—Esteri akataura naAhashivheroshi neungwaru (w06 3/1 11 ¶8)

    • Es 8:17—Vanhu vakawanda vakatendeukira kuchiJudha (w06 3/1 11 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Es 8:1, 2—Uprofita hwakataurwa naJakobho paakanga ava kufa hwaitaura nezvaBhenjamini kuti ‘aizogova zvakapambwa manheru’ hwakazadziswa sei? (ia 142, bhokisi)

    • Es 9:10, 15, 16—Kunyange zvazvo vaJudha vainge vapiwa mvumo yekutora zvakapambwa, nei vasina kuita izvozvo? (w06 3/1 11 ¶4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Es 8:1-9 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 118

  • Gamuchira Vaenzi Vedu”: (15 min.) Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakanaka zvakaitika pavakagamuchira vaenzi paChirangaridzo chichangobva kupfuura. Ivai nemuenzaniso wechimwe chakaitika chinofadza zvikuru, semaitikiro azvakaita.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 10 ¶12-21 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero