Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA MARCH 2016

March 21-27

JOBHO 6-10

March 21-27
  • Rwiyo 68 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Murume Akatendeka Jobho Anotaura Nezvekurwadziwa Kwake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 6:14—Jobho akaratidza sei kukosha kwemutsa werudo? (w10 11/15 32 ¶20)

    • Job 7:9, 10; 10:21—Kana kuri kuti Jobho aitenda kuti kuchava nerumuko nei akataura zviri mumavhesi aya? (w06 3/15 14 ¶11)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 9:1-21 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: wp16.2 16—Taurai urongwa hwekupa mupiro. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: wp16.2 16. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: fg chidzidzo 2 ¶6-8 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 114

  • Ratidza Kunzwisisa Paunenge Uchinyaradza Vamwe: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakaonekwa nevakuru paChikoro Choushumiri hwoUmambo. Kana mapedza, kumbirai vateereri kuti vataure zvakanaka zvaitwa nehama mbiri zvatinogona kuita pakukurudzira munhu anenge ataura nezvekurwadziwa kwaari kuitwa nemhaka yekuti akafirwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 11 ¶12-20 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero