Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  March 2016

March 14-20

JOBHO 1-5

March 14-20
  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jobho Akaramba Akaperera Kuna Mwari Paakaedzwa”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJobho.]

    • Job 1:8-11—Satani haana kuva chokwadi nevavariro dzaJobho dzekuperera kwake kuna Mwari (w11 5/15 17 ¶6-8; w09 4/15 3 ¶3-4)

    • Job 2:2-5—Satani haana kuva nechokwadi nekuperera kwevanhu vose kuna Mwari (w09 4/15 4 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 1:6; 2:1—Ndivanaani vaibvumidzwa kumira pamberi paJehovha? (w06 3/15 13 ¶6)

    • Job 4:7, 18, 19—Inhema dzipi dzakataurwa naErifazi kuna Jobho? (w14 3/15 13 ¶3; w05 9/15 26 ¶4-5; w95 2/15 27 ¶5-6)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 4:1-21 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 88

  • Ramba Kufurirwa!: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Ramba Kufurirwa iri pajw.org! (Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Mapedza kuiona, bvunzai mibvunzo inotevera: Miedzo ipi inosangana nevana kuchikoro? Vangashandisa sei zano riri pana Eksodho 23:2? Zvinhu zvipi 4 zvavanogona kuita kuti vasafurirwa voramba vakaperera kuna Mwari? Kumbirai vana kuti vataure zvinofadza zvakaitika.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 11 ¶1-11 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero