Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAEFESO 1-3

Urongwa hwaJehovha Uye Chinangwa Chahwo

Urongwa hwaJehovha Uye Chinangwa Chahwo

1:8-10

Urongwa hwaJehovha inzira yekubatanidza zvisikwa zvake zvekudenga nezviri panyika.

  • Hunoita kuti vakazodzwa vakwanise kuzorarama kudenga vari pasi peutungamiriri hwaJesu Kristu

  • Hunoita kuti vanhu vakwanise kuzorarama panyika vachitongwa neUmambo hwaMesiya

Ndezvipi zvimwe zvandingaita kuti sangano raJehovha rirambe rakabatana?