Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 4-5

Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu

Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu

Satani anoshandisa zvido zvenyama kuti akanganise ushamwari hwedu naJehovha. Anotarisa zvinodiwa nemunhu mumwe nemumwe, oshandisa izvozvo.

Jesu akashandisa chombo chipi chine simba kukunda miedzo mitatu inowanzoshandiswa naSatani? (VaH 4:12; 1Jo 2:15, 16) Ndingatevedzerawo sei Jesu?

  • 4:1-4

    “Kuchiva kwenyama”

  • 4:5-8

    “Kuchiva kwemaziso”

  • 4:9-12

    “Kushamisira”