Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

June 25–July 1

RUKA 4-5

June 25–July 1
  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 4:17—Chii chinoratidza kuti Jesu ainyatsoziva Shoko raMwari? (“mupumburu womuprofita Isaya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:17, nwtsty)

    • Ru 4:25—Nzara yakaitika kwenguva yakareba sei mumazuva aEriya? (“kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:25, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 4:31-44

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 28

KURARAMA KWECHIKRISTU