Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

June 18-24

RUKA 2-3

June 18-24
  • Rwiyo 133 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Vechidiki—Muri Kukura Pakunamata Here?”: (10 min.)

    • Ru 2:41, 42—Jesu akaenda nevabereki vake kumutambo wePaseka waiitwa gore negore (“vabereki vake vaiwanzoenda” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:41, nwtsty)

    • Ru 2:46, 47—Jesu akateerera vatungamiriri vechitendero uye akavabvunza mibvunzo (“nokuvabvunza,” “vakaramba vachishamiswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:46, 47, nwtsty)

    • Ru 2:51, 52—Jesu “akaramba achizviisa pasi” pevabereki vake uye akaramba achidiwa naMwari nevanhu (“akaramba achizviisa pasi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:51, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 2:14—Vhesi iyi inorevei? (“uye panyika rugare ngaruve pavanhu vaanotendera,” “pavanhu vaanotendera” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:14, nwtsty)

    • Ru 3:23—Ndiani aiva baba vaJosefa? (wp16.3 9 ¶1-3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 2:1-20

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w14 2/15 26-27—Musoro: Zvikonzero Zvipi Zvaiita Kuti vaJudha Vomunguva yaJesu ‘Vatarisire’ Kuuya kwaMesiya?

KURARAMA KWECHIKRISTU