Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 6-10

Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?

Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?

Zvakaratidzwa Ezekieri zvakazadzika kekutanga pakaparadzwa Jerusarema. Zvichazadzika sei kechipiri?

9:1, 2

  • Murume ane nyanga yeingi yemunyori anomiririra Jesu Kristu

  • Varume 6 vane zvombo zvekuputsa nazvo vanomiririra mauto ekudenga achange achitungamirirwa naKristu

9:3-7

  • Veboka guru vachaiswa chiratidzo pavachanzi makwai pakutambudzika kukuru

Ndinofanira kuitei kuti ndizoiswa chiratidzo kuti ndizopona?