Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2017

June 26–July 2

EZEKIERI 6-10

June 26–July 2
  • Rwiyo 58 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?”: (10 min.)

    • Eze 9:1, 2—Tine zvatinodzidza kubva pane zvakaratidzwa Ezekieri (w16.06 16-17)

    • Eze 9:3, 4—Vaya vakateerera mashoko akanaka paaiparidzwa ndivo vachaiswa chiratidzo munguva yekutambudzika kukuru

    • Eze 9:5-7—Jehovha haasi kuzoparadza vakarurama paachaparadza vakaipa

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 7:19—Vhesi iyi inotibatsira sei kugadzirira zvichaitika mune remangwana? (w09 9/15 23 ¶10)

    • Eze 8:12—Vhesi iyi inoratidza sei kuti kana munhu asina kutenda kwakasimba anogona kuita zvinhu zvakaipa? (w11 4/15 26 ¶14)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 8:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Zva 4:11—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pis 11:5; 2VaK 7:1—Dzidzisa Chokwadi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 127 ¶4-5—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU