Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 1-5

Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari

Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari

Pane zvaakaratidzwa, Ezekieri akapiwa mupumburu naJehovha, achibva anzi audye. Zvaakaratidzwa izvi zvairevei?

2:9–3:2

  • Ezekieri aifanira kuita kuti mashoko aMwari anyatsova maari. Kufungisisa mashoko iwayo kwaizoita kuti ade kuataura

3:3

  • Mupumburu wacho waitapira nekuti Ezekieri akaramba achinakidzwa nebasa rake

Kunyengetera pandinenge ndichida kudzidza Bhaibheri uye kudzamisa pfungwa kunondibatsira sei?

 

Ndingaita sei kuti ndinakidzwe nebasa rekuparidza?