Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2017

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MARIRO 1-5

Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire

Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire

Chii chakabatsira Jeremiya kuti atsungirire kunyange zvazvo airwadziwa?

3:20, 21, 24, 26, 27

  • Aiva nekutenda kuti Jehovha ‘aizokotama’ kuti asimudze vanhu vake vainge vapfidza kuti vasaramba vakasuruvara

  • Akanga adzidza ‘kutakura joko paaiva mudiki.’ Kutsungirira miedzo paunenge uchiri mudiki kunokubatsira kuzokunda matambudziko anozouya paunenge wakura

Ndingaitei kuti ndigadzirire matambudziko achazouya?

 

Ndingaratidza sei kuti ndiri munhu anomirira?