Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2017

June 12-18

MARIRO 1-5

June 12-18
  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mari 2:17—Zvii ‘zvakataurwa’ naJehovha zvaakazoita zvine chekuita neJerusarema? (w07 6/1 9 ¶4)

    • Mari 5:7—Jehovha anopa vanhu mhosva nokuda kwokukanganisa kwemadzitateguru avo here? (w07 6/1 11 ¶1)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mari 2:20–3:12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.3​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.3—Koka munhu wacho kumisangano.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w11 9/15 9-10 ¶11-13—Musoro: Jehovha Ndiye Mugove Wangu.

KURARAMA KWECHIKRISTU